Matthew 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo ʋose ʋamunowana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai kumharadzano dzenzira mundokoka kumutambo ani zvake wamuchawana.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka endai pamharadzano dzemigwagwa mundokoka kumabiko omuchato vose vamunenge makwanisa kuwana.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo vose vamuNowana.’
Shona 2009?
Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo wokuwana vose vamunowana.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo vose vamunowana.’