Matthew 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakataura kuʋanhu ʋazhinji naʋadzidzi ʋake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akataura kuvanhu vazhinji nokuvadzidzi vake achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kuhuzhinji hwavanhu uye kuna vadzidzi vake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akataura kuvanhu vazhinji navadzidzi vake,
Shona 2009?
Zvino Jesu wakataura kuchaunga navadzidzi vake,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akataura kuvanhu vazhinji navadzidzi vake,