Matthew 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaidzwa ʋo ʋatenzi, nokuti mumŋe cete ndiTenzi wenyu, iye Kristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye musadaidzwa muchinzi ‘mudzidzisi’ nokuti muno Mudzidzisi mumwe chete iye Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musati ‘Vatenzi,’ nokuti mumwechete, nditenzi wenyu, iye Kristu.
Shona 2009?
Musaidzwavo vatenzi; nokuti mumwe chete ndiTenzi wenyu, \add iye\add* Kristu.
Shona SUB 2002 Bible
Musati ‘Vatenzi,’ nokuti mumwechete, nditenzi wenyu, iye Kristu.