Matthew 23:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoɀikudza ucaninipiswa, naaninani unoɀininipisa, ucakudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo anozvidukupisa achakudzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa.
Shona 2009?
Aninani unozvikudza uchaninipiswa; ani nani unozvininipisa, uchakudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa.