Matthew 23:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munopfigira ʋanhu ʋushe bgokuɗeŋga; nokuti imi hamupindi mumene, naiʋo, ʋopinda, hamuʋatenderi kupinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga vachizviona. Imi pachenyu hamupindi, uye vaya vanoedza kupinda hamuvatenderi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [
Shona 2009?
Asi Vurombo kwamuri, imwi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwokudenga; nokuti imwi hamupindi, naivo, vanopinda, hamuvatenderi kupinda.
Shona SUB 2002 Bible
“Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [