Matthew 23:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munoparadza dzimba dzecirikadzi muciita mano‐mano eminyeŋgetero mirefu; naiɀoɀo mucatoŋgerwa ɀakaipa nokupfuʋurisa.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Munoparadza dzimba dzechirikadzi, uye munoita minyengetero mirefu kuti muonekwe. Naizvozvo muchatongwa zvakaomesesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munoparadza dzimba dzechirikadzi muchiita minyengetero mirefu yemanomano; naizvozvo muchatongerwa zvakaipa nokupfuurisa.]
Shona 2009?
Vurombo kwamuri, imwi vanyori navaFarisi, vanyengeri, nokuti munoparadza dzimba dzechirikadzi muchiita mano-mano eminyengetero mirefu; naizvozvo muchatongerwa kurashiwa nokupfuvurisa.
Shona SUB 2002 Bible
Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi, vanyengeri! Nokuti munoparadza dzimba dzechirikadzi muchiita minyengetero mirefu yemanomano; naizvozvo muchatongerwa zvakaipa nokupfuurisa.]