Matthew 23:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nounopika netembere, unopika nayo, nounogara mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye uyo anopika netemberi anopika nayo uye naiye anogara mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye munhu anopika neTemberi anopika nayo uye anopikawo nouyo anogara mairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Neanopika netemberi, anopika nayoo, neanogara mairi.
Shona 2009?
Nounopika netembere, unopika nayo, nounogara mairi,
Shona SUB 2002 Bible
“Neanopika netemberi, anopika nayoo, neanogara mairi.