Matthew 23:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nounopika nokuɗeŋga, unopika necigaro coʋushe caMŋari, nounogara pamsoro paco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye uyo anopika netemberi anopika nechigaro choushe chaMwari uye naiye anogara pachiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyowo anopika nedenga, anopika nechigaro chaMwari choumambo uye anopikawo naiye anogara pachiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neanopika nedenga, anopika nechigaro choushe chaMwari, neanogara pamusoro pacho.
Shona 2009?
Nounopika nokudenga, unopika nechigaro choushe chaMwari, nounogara pamusoro pacho.
Shona SUB 2002 Bible
Neanopika nedenga, anopika nechigaro choushe chaMwari, neanogara pamusoro pacho.