Matthew 23:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise ʋanyeŋgeri! Nokuti munoʋaka marinda aʋaprofita, nokushoŋgedza marinda aʋakarurama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Munovaka makuva avaprofita nokushongedza makuva avakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichakuwanai imi nyanzvi dzomutemo navaFarisei, imi vanyengedzi, munovaka makuva avaporofita muchishongedza zvifananidzo zvavanhu vakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi vanyengeri! Nokuti munovaka marinda avaporofita, nokushongedza marinda avakarurama,
Shona 2009?
Vurombo kwamuri, imwi vanyori navaFarisi vanyengeri! Nokuti munovaka marinda avaporofita, nokushongedza marinda avakarurama,
Shona SUB 2002 Bible
“Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi vanyengeri! Nokuti munovaka marinda avaporofita, nokushongedza marinda avakarurama,