Matthew 23:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saka ɀose ɀaʋanokuʋudzai, muɀiite nokuɀiceŋgeta, asi musateʋera maɓasa aʋo; nokuti ʋanotaura, asi haʋaiti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti.
Shona 2009?
saka zvose zvavanokuvudzai kuti muzvichengete, muzvichengete nokuzviita, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti.
Shona SUB 2002 Bible
saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti.