Matthew 23:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi nyoka, imi ʋana ʋenyoka! Mucatiza seiko kutoŋga kweGehena?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Imi nyoka! Imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutongwa kunokuendesai kugehena?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi nyoka dzavanhu navana venyoka, muchapunyuka sei kutongerwa moto muzhinji?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi nyoka, imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutonga kweGehena?
Shona 2009?
\add Imwi\add* nyoka; vana venyoka, muchatiza seiko kutonga kwegehena?
Shona SUB 2002 Bible
Imi nyoka, imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutonga kweGehena?