Matthew 23:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri Iɀi ɀose ɀicaʋuya pamsoro porudzi urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokuudzai chokwadi kuti zvose izvi zvichava pamusoro porudzi urwu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, izvi zvose zvichauya pamusoro porudzi urwu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Izvi zvose zvichavuya pamusoro porudzi urwu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, izvi zvose zvichauya pamusoro porudzi urwu.