Matthew 23:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva ɀino hamucazondiʋoni, kuȿikira muciti: Ŋgaarumbidzwe iye unoʋuya nezita raShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokuudza kuti, hauchazondionizve kusvikira wati, ‘Akaropafadzwa anouya muzita raIshe.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndinokutaurira kuti hauchambondionazve kusvikira pauchazoti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino hamuchazondioni, kusvikira muchiti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya nezita raIshe.’ ”
Shona 2009?
Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva zvino hamuchazondivoni, kusvikira muchiti: Wakaropafadzwa iye unovuya nezita raShe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino hamuchazondioni, kusvikira muchiti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya nezita raIshe.’ ”