Matthew 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokukwaziswa paɗare, nokuidzwa Rabi naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofarira kukwaziswa pamisika uye kuti vanzi ‘Rabhi’ navanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokukwaziswa pamisika nokudaidzwa navanhu kuti mudzidzisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokukwaziswa padare, nokunzi, ‘Rabhi’ navanhu.
Shona 2009?
nokukwaziswa pamisika, nokuidzwa mudzidzisi, mudzidzisi navanhu.
Shona SUB 2002 Bible
nokukwaziswa padare, nokunzi, ‘Rabhi’ navanhu.