Matthew 23:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi musaidzwa Rabi; nokuti mudzidzisi wenyu ndomumŋe, imi mose muri hama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi musanzi, ‘Rabhi;’ nokuti mudzidzisi wenyu ndomumwe, imi mose muri hama.
Shona 2009?
Asi imwi musaidzwa mudzidzisi, nokuti Mudzidzisi wenyu ndomumwe, Kristi; imwi mose muri hama.
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi musanzi, ‘Rabhi;’ nokuti mudzidzisi wenyu ndomumwe, imi mose muri hama.

Recommended Reading