Matthew 23:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaidza munhu uri panyika ɓaɓa ʋenyu, nokuti mumŋe cete ndiƂaɓa ʋenyu, iʋo ʋari kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musadana ani zvake ari panyika muchiti, ‘Baba’ nokuti munongova naBaba mumwe chete uye vari kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga.
Shona 2009?
Musaidza uri panyika baba venyu; nokuti mumwe chete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga.