Matthew 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana munhu akati kwamuri: Tarirai, Kristu uri pano, kana apo; regai kutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo, mukanzwa munhu anoti kwamuri, ‘Tarirai, hoyu Kristu!’ kana kuti, ‘Hoyo Kristu,’ musazvitenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano’, kana, ‘Apo’ regai kutenda.
Shona 2009?
Zvino kana munhu akati kwamuri: Tarirai, Kristu pano kana apo, musatenda.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano,’ kana, ‘Apo’ regai kutenda.