Matthew 24:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa ʋoga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hapana anoziva musi kana nguva kunyange vatumwa vokudenga kana Mwanakomana, asi Baba chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba voga.
Shona 2009?
Asi kana riri zuva iro nenguva iyo hakuna unozviziva, kunyangwe vatumwa vokudenga, asi Baba vangu voga.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyangwe vatumwa vokudenga, kunyangwe Mwanakomana, asi Baba voga.