Matthew 24:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akamuroʋesa kwaɀo, akamupa mugoʋe wake pamŋe cete naʋanyeŋgeri; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achasvikomugura-gura agomuisa panzvimbo imwe chete navanyengeri apo pachava nokuchema nokurumanya kwameno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
omuranga achimuisa pamwechete navanyengedzi, ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akamurovesa kwazvo, akamupa mugove wake pamwechete navanyengeri; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.
Shona 2009?
akamugura napakati, akamupa mugove wake pamwe chete navanyengeri apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.
Shona SUB 2002 Bible
akamurovesa kwazvo, akamupa mugove wake pamwechete navanyengeri; apo pachava nokuchema nokugeda–geda kwameno.