Matthew 25:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi zuʋa kana ŋguʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo garai makagadzirira nokuti hamuzivi musi kana nguva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo garirirai nokuti hamuzivi zuva kana nguva yacho.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva.
Shona 2009?
Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva Mwanakomana womunhu yaanovuya nayo.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva.