Matthew 25:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo iye, wakapiwa matarenta mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamŋe mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume akapiwa matarenda mashanu akaenda pakarepo akandoshandisa mari yake akawanazve mamwe mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu.
Shona 2009?
Uye wakapiwa matarenda* mashanu akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe matarenda mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu.