Matthew 25:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo, wakapiwa maʋiri, wakawana mamŋe maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saizvozvo uya aiva namatarenda maviri akawana mamwe maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri.
Shona 2009?
Saizvozvovo wemaviri akawana mamwe maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri.