Matthew 25:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakapiwa rimŋe, wakaenda, akacera pasi, akaʋiga mari yashe wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi murume akanga apiwa tarenda rimwe chete akaenda akandochera gomba muvhu ndokuviga mari yatenzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akapiwa rimwe, akenda, akachera pasi, akaviga mari yaishe wake.
Shona 2009?
Asi wakapiwa rimwe wakaenda akachera pasi, akaviga mari yashe wake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akapiwa rimwe, akenda, akachera pasi, akaviga mari yaishe wake.