Matthew 25:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga apiwa matarenta mashanu, akaʋuya namamŋe matarenta mashanu, akati: Ishe, makandipa matarenta mashanu, tarirai, ndawana mamŋe matarenta mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume akanga apiwa matarenda mashanu akauya namamwe mashanu, akati, ‘Tenzi, makandipa matarenda mashanu, tarirai ndakawana mamwe mashanu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu, akauya kwaari namamwe matarenda mashanu achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda mashanu, haano matarenda mamwe mashanu andakashava.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanga apiwa matarenda mashanu, akati, ‘Ishe, makandipa matarenda mashanu, tarirai, ndawana mamwe matarenda mashanu.’
Shona 2009?
Wakanga apiwa matarenda* mashanu akavuya namamwe matarenda* mashanu akati: Ishe makandikumikidza matarenda* mashanu, tarirai, ndawana pamusoro pawo mamwe matarenda* mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Akanga apiwa matarenda mashanu, akati, ‘Ishe, makandipa matarenda mashanu, tarirai, ndawana mamwe matarenda mashanu.’