Matthew 25:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mumŋe nomumŋe unaɀo, ucapiwa, aʋe neɀizhinji; asi usina, ucatorerwa neɀaanaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti wose anazvo achapiwa zvimwe, achava nezvakawanda. Ani naani asina, kunyange nezvaanazvo achazvitorerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti uyo anazvo anotopamhidzirwa zvimwe achitova nezvakatowanda — wanda asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achatorerwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo.
Shona 2009?
Nokuti mumwe nomumwe unazvo uchapiwa ave nezvizhinji; asi usina uchatorerwa nezvaanazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo.