Matthew 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta.
Shona 2009?
Avo vakanga vari mapenzi vakatora marambi avo vakasatora mafuta pamwechete navo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti mapenzi akatora mwenje yawo, akasatora mafuta.