Matthew 25:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namarudzi ose acaʋuŋganidzwa pamberi pake; ucaʋaraʋura somufudzi unoraʋura makwai nembudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi dzose dzichaunganidzwa pamberi pake, achatsaura vanhu mumwe kubva kuno mumwe somufudzi anotsaura makwai kubva kumbudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marudzi ose avanhu achaunganidzwa pamberi pake. Iye achaparadzanisa vanhu, mumwe nomumwe, sokuparadzanisa kunoita mufudzi hwai nembudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namarudzi ose achaunganidzwa pamberi pake; achavaraura somufudzi anoraura makwai nembudzi.
Shona 2009?
Zvino pamberi pake pachavunganidzwa ndudzi dzose; uchadziparadzanisa imwe kubva kune imwe; somufudzi unoravura makwai kubva kumbudzi.
Shona SUB 2002 Bible
namarudzi ose achaunganidzwa pamberi pake; achavaraura somufudzi anoraura makwai nembudzi.