Matthew 25:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaisa makwai kurudyi rwake, mbudzi kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achaisa makwai kurudyi rwake, uye mbudzi kuruboshwe rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaisa hwai kurudyi rwake, mbudzi achidziisa kuruboshwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achaisa makwai kurudyi rwake, mbudzi kuruboshwe.
Shona 2009?
Uchamisa makwai kuruoko rwake rworudyi, asi mbudzi kuruboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
Achaisa makwai kurudyi rwake, mbudzi kuruboshwe.