Matthew 25:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakaŋga ndinenzara, mukandipa cokudya; ndakaŋga ndinenyota, mukandipa cokunwa; ndakaŋga ndiri mŋeni, mukandigamucira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakanga ndine nzara mukandipa chokudya, ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa, ndakanga ndiri mweni mukandipinza mumba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndakanga ndiine nzara mukandipa chokudya. Ndakanga ndiine nyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri muenzi mukandigamuchira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakanga ndine nzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira;
Shona 2009?
Nokuti ndakanga ndinenzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, imwi mukandipa chokumwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakanga ndine nzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira;