Matthew 25:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takakuʋonai riniko muri mŋeni, tikakugamucirai? kana musineŋguʋo, tikakupfekedzai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takakuonai riniko muri mweni tikakupinzai mumba, kana musina zvokupfeka tikakupfekedzai?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takakuonai riniko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai?
Shona 2009?
Takakuvonai rinhiko muri mweni tikagamuchira, Kana musinenguvo tikapfekedza?
Shona SUB 2002 Bible
Takakuonai rinhiko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai?