Matthew 25:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takakuʋonai riniko mucirwara, kana muri mutoroŋgo, tikaʋuya kwamuri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takakuonai riniko muchirwara kana muri mutorongo tikakushanyirai?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndirini watakakuonai muchirwara kana kuti muri mujeri tikakushanyirai?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takakuonai riniko muchirwara, kana muri mujeri, tikauya kwamuri?’
Shona 2009?
Takakuvonai rinhiko isu muchirwara, kana mutirongo, tikavuya kwamuri?
Shona SUB 2002 Bible
Takakuonai rinhiko muchirwara, kana muri mujeri, tikauya kwamuri?’