Matthew 25:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakacenjera ʋakatora mafuta mumidziyo yaʋo nemŋenje yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo pamwe chete nemwenje yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakachenjera vakatakura zvigubhu zvamafuta pamwechete namarambi avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo yavo nemwenje yavo.
Shona 2009?
Asi vakanga vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo yavo nemarambi avo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo yavo nemwenje yavo.