Matthew 25:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ucati kunaʋari kuruɓoshwe: Ibvai kwandiri, imi makatukwa, muende kumŋoto usiŋgaperi, wakagadzirirwa Diaborosi naʋatumŋa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo achati kune avo vari kuruboshwe rwake, ‘Ibvai kwandiri imi makatukwa mupinde mumoto usingadzimi wakagadzirirwa dhiabhori navatumwa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ipapo achati kuna vari kuruboshwe rwake, ‘Ibvai kwandiri imi makarengererwa rushambwa mupinde mumoto usingaperi wakagadzirirwa Dhiabhori navatumwa vake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino achati kuna vari kuruboshwe, ‘Ibvai kwandiri, imi manyombwa, muende kumoto usingaperi, wakagadzirirwa Dhiabhori navatumwa vake.
Shona 2009?
Ipapo uchativo kuna vari kuruoko rworuboshwe: Ibvai kwandiri, imwi makatukwa, \add muende\add* kumoto usingaperi, wakagadzirirwa Diaborosi navatumwa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino achati kuna vari kuruboshwe, ‘Ibvai kwandiri, imi manyombwa, muende kumoto usingaperi, wakagadzirirwa Dhiabhori navatumwa vake.