Matthew 25:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati poʋusiku ʋakanzwa mhere‐mhere: Cikomba coʋuya! Ƃuɗai mumuciŋgamidzei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pava pakati pousiku vakanzwa nemheremhere: ‘Chikomba chauya! Budai mumuchingamidze!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pousiku pakaridzwa mhere yokuti, ‘Muwani wouya, budai mumuchingure.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Pakati pohusiku vakanzwa mheremhere, ‘Muwani auya! Budai mumuchingamidze!’
Shona 2009?
Asi pakati povusiku kwakaitwa mhere-mhere: Tarirai, chikomba chovuya, budai mundochichingamidza!
Shona SUB 2002 Bible
“Pakati pousiku vakanzwa mhere–mhere, ‘Muwani auya! Budai mumuchingamidze!’