Matthew 25:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋasikana ʋose ʋakamuka, ʋakagadzira mŋenje yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo vasikana vose vakamuka uye vakagadziridza mwenje yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vasikana vose vakamuka, vakagadzira mwenje yavo.
Shona 2009?
Zvino vasikana vose vakamuka, vakagadzira marambi avo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vasikana vose vakamuka, vakagadzira mwenje yavo.