Matthew 25:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapenzi akati kunaʋakacenjera: Tipeiʋo mamŋe mafuta enyu, nokuti mŋenje yeɗu yodzima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapenzi akati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe emafuta enyu; mwenje yedu yava kudzima.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vasina hanya vakati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe mafuta enyu, nokuti mwenje yedu yodzima.’
Shona 2009?
Mapenzi akati kunavakachenjera: Tipeiwo mamwe mafuta enyu nokuti marambi edu odzima.
Shona SUB 2002 Bible
Mapenzi akati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe mafuta enyu, nokuti mwenje yedu yodzima.’