Matthew 26:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati apedza mashoko iwayo ose, akati kuʋadzidzi ʋake:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi zvose, akati kuvadzidzi vake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati apedza mashoko iwayo ose, akati kuvadzidzi vake,
Shona 2009?
Jesu wakati apedza mashoko iwayo ose, akati kuvadzidzi vake:
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati apedza mashoko iwayo ose, akati kuvadzidzi vake,