Matthew 26:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jesu, aciɀinzwa, akati kwaʋari: Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti wandiitira ɓasa rakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiziva izvi, Jesu akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Andiitira chinhu chakanaka kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka.
Shona 2009?
Asi Jesu aziva akati kwavari: Munotambudzireko mukadzi? Nokuti waita basa rakanaka kwandiri;
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka.