Matthew 26:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀaakaɗira cizoro ici pamuʋiri waŋgu, wakaɀiitira kuʋigwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paadira mafuta anonhuwira pamuviri wangu, azviita kuti agadzirire kuvigwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvaakadira mafuta awa pamuviri wangu, akazviitira kuvigwa kwangu.
Shona 2009?
Nokuti pakundidira chizoro ichi pamuviri wangu, waitira kuvigwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvaakadira mafuta awa pamuviri wangu, akazviitira kuvigwa kwangu.