Matthew 26:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Mucandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri? Ʋakamuyerera masirveri anamakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akandobvunza achiti, “Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?” Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha.
Shona 2009?
akati: Muchandipeiko, ndigomuisa kwamuri? Vakatenderana naye pamasirivheri anamakumi matatu,*
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha.