Matthew 26:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kubva ipapo akatȿaka ŋguʋa yakafanira yokumuisa kwaʋari nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva ipapo zvichienda mberi Judhasi akamirira mukana wokuti amuise kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo.
Shona 2009?
Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumukumikidza kwavari nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo.