Matthew 26:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa kuti kana mazuʋa maʋiri apfuʋura paseka inoȿika, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋatoŋgi, kuti aroʋerwe pamucinjikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sezvamunoziva, Pasika yasarirwa namazuva maviri kuti isvike, Mwanakomana woMunhu achaendeswa kuti andorovererwa pamuchinjikwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munoziva kuti mumashure memazuva maviri, Pasika iri kusvika. Mwanakomana womunhu achaturirwa kuti arovererwe pamuchinjikwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuura Pasika inosvika, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvatongi, kuti aroverwe pamuchinjikwa.”
Shona 2009?
Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuvura ichava paseka, Mwanakomana womunhu uchakumikidzwa \add kuvatongi\add* kuti aroverwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuura Pasika inosvika, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvatongi, kuti aroverwe pamuchinjikwa.”