Matthew 26:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋa neshuŋgu kwaɀo, ʋakataŋga mumŋe nomumŋe kutaura kwaari, aciti: Ishe, ndini here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasuwa zvikuru uye vakatanga, mumwe nomumwe kuti, “Chokwadi, ndini here, Ishe?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva vasuruvara kwazvo vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari vachiti, “Ndini here Tenzi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakava neshungu kwazvo, vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari, achiti, “Ishe, ndini here?”
Shona 2009?
Zvino vakashungurudzika kwazvo, vakatanga mumwe nomumwe kuti kwaari: Ishe ndini here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakava neshungu kwazvo, vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari, achiti, “Ishe, ndini here?”