Matthew 26:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: Waisa ruʋoko neni mundiro, ndiye ucandipandukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Munhu aisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Waisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira.
Shona 2009?
Asi wakapindura akati: Unoisa ruvoko neni mundiro ndiye uchanditengesa.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Waisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira.