Matthew 26:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora mukombe, akaʋoŋga, akaʋapa, aciti: Inwai mose pauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatora mukombe, akavonga uye akavapa achiti, “Inwai mose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatorawo mukombe akatenda ndokuupa kwavari achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatora mukombe, akavonga, akavapa, achiti, “Inwai mose pauri.”
Shona 2009?
Akatora mukombe, akavonga, akavapa achiti: Imwai mose pauri.
Shona SUB 2002 Bible
Akatora mukombe, akavonga, akavapa, achiti, “Inwai mose pauri.”