Matthew 26:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndamutswa, ndicakutuŋgamirirai Garirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mushure mokunge ndamuka, ndichafanotungamira kuGarirea.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndamutswa, ndichakutungamirirai Gariria.”
Shona 2009?
Asi shure kokumutswa kwangu, ndichakutungamirirai Gariri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndamutswa, ndichakutungamirirai Gareriya.”