Matthew 26:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwauri, kuti ʋusiku bguno, joŋgwe risati rarira, ucandiramba katatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Ndinokuudza chokwadi kuti usiku huno chaihwo, jongwe risati rarira uchandiramba katatu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Zvirokwazvo ndinoti kwauri: Kuti vusiku hwuno, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.”