Matthew 26:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Mŋeya waŋgu uneshuŋgu kwaɀo, kuȿikira pakufa; garai pano, murinde neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwavari, “Mweya wangu uri kushungurudzika kwazvo kusvika pakufa. Garai pano uye murinde pamwe chete neni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde neni.”
Shona 2009?
Akati kwavari: Mweya wangu unoshungurudzika kwazvo kunyange kusvikira pakufa, garai pano murinde neni.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde neni.”