Matthew 26:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.”
Shona 2009?
Rindai munyengetere, kuti murege kupinda mukuidzwa, mweya unoda zvirokwazvo asi nyama hainesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.”