Matthew 26:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwaʋari waʋa pedyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simukai, ngatichiendai! Anondipandukira uya ouya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chisimukai tiende, houno anonditengesa wavakusvika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.”
Shona 2009?
Simukai, ngatiende, tarirai, wonditengesa kwavari wava pedo.
Shona SUB 2002 Bible
Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.”